DJS, Ruka 23:35 (enzanisa Ruka 23:34)
(Jesu akakumbirira ruregerero mawuto emaRoma avo vakamuroverera pamuchinjikwa.)
35 Ipao Jesu akati, Baba, varegererei; nokuti havazive zvavari kuita. (Zvichireva mawuto ayo akamuroverera pamuchinjikwa,) uye vakatsemura nguwo yake uye vakakanda mijenya.