Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Ruka 2


DJS, Ruka 2:46 (enzanisa Ruka 2:46)

(Varume vakadzidza zvikuru vaive mutemberi vakanga vachiteerera kuna Jesu uye vachimubvunza mibvunzo.)

46 Uye zvakaitika kuti, mushure memazuva matatu vakamuwana ari mutemberi, agere pakati pavarume vakadzidza zvikuru, uye vakanga vachimunzwa, uye vachimubvunza mibvunzo.

Dhinda