Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Mateo 18


DJS, Mateo 18:11 (enzanisa Mateo 18:11; onawo Moronai 8)

(Vana vadiki havanei nekutendeuka.)

11 Nokuti Mwanakomana wemunhu akauya kuzoponesa avo vakanga vakarasika, nokudaidza vatadzi mukutendeuka; asi ava vadiki havanei nekutendeuka, uye ini ndichavaponesa.

Dhinda