Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Mateo 23


DJS, Mateo 23:6 (enzanisa Mateo 23:9)

(Iyeyo ari kudenga ndiye musiki wedu.)

6 Uye musadaidze munhu kuti musiki wenyu pano pasi, kana Baba venyu vekudenga; nokuti mumwechete ndiye musiki wenyu uye Baba vekudenga, kunyangwe iye ari kudenga.

Dhinda