Nyaya dzemuMagwaro Matsvene
Nzvimbo dzeKuziva


Nzvimbo dzeKuziva

Americanyika yechipikirwa uko Mwari kwavakaraira mhuri yaRihai uye maJaredhi kuti vaende

Amonihaguta revanhu vakaipa avo vakanga vasingadi kuteerera kuna Aruma Mudiki naAmureki.

Betrehemaguta raive pedyo neJerusarema uko kwakazvarirwa Jesu Kristu

Bhabheriguta iro vanhu vakaipa mavakavaka shongwe kuitira kuti vagokwira kuenda kudenga

Bhaundifuru1nzvimbo yakavakirwa misasa nemhuri yaRihai mushure mekunge vafamba murenje kwemakore masere. Kubva ipapo vakafamba voenda kunyika yechipikirwa.

Bhaundifuru2nzvimbo iyo Jesu Kristu yaakauya apo paakashanyira maNifai.

Chikomo cheKumoranzvimbo yakavigwa mahwendefa egoridhe naMoronai uye pashure Joseph Smith akazoaburitsa

Jerusaremaguta iro Rihai raaiporofita kuvanhu vakaipa ari uye nzvimbo iyo Jesu Kristu yaaidzidzisa ari uye yaakarovererwa pamuchinjikwa

Jeshoninyika yakapiwa vanhu vaAmoni nemaNifai

Mvura dzaMormoninzvimbo yakabhabhatidzira Aruma maNifai akatendeuka avo vakange vasiya Mambo Noa.

Nifaiguta rakavakiwa naNifai nevanhu vake mushure mekunge vasiya Ramani naRemueri nevateveri vavo

nyika yechipikirwanyika ipi zvayo Mwari yavanotungamirira kwairi vanhu vavo vakasarudzwa. Vakatungamirira mhuri yaRihai nemaJaredhi kunyika yechipikirwa

Sidomunyika iyo Aruma Mudiki yaakamisa Chechi. Yakave musha mutsva wevanhu vakarurama avo vakanga vabva muAmoniha.

Zarahemuraguta guru remaNifai raive muzinda wehurumende neChechi. Mambo Mosaya naMambo Bhenjamini vaigara imomu. Guta iri rakapiswa parufu rwaJesu.

Dhinda