Nzendo dzeMhuri yaRihai Mufananidzomap, travels of Lehi’s family 1 2 3 4 Mhuri yaRihai inobuda muJerusarema. Mhuri yaRihai inovaka chikepe. Mhuri yaRihai inofamba nemugungwa. Mhuri yaRihai inosvika muAmerica.