Kupa zvipo Onawo Kutsanya; Mupiro; Murombo; Ruyamuro Mipiro yekuyamura varombo. Musaite zvipo zvenyu pamberi pevanhu, Mat. 6:1–4 (3 Ni. 13:1–4). Shirikadzi iyi isina chainacho yakanda zvakawanda kupfuura vose, Marko 12:41–44. Zvakaropafadzwa kwazvo kupa pane kugashira, Mabasa 20:33–35. Ndingade kuti dai muchipa zvamuinazvo kuvarombo, Mosaya 4:26. Vanhu veChechi vakafanira kupa zvavainazvo, wose munhu maererano nokuwana kwake, Mosaya 18:27.