Asingade Kristu
Aninani kana chii zvacho chinotevedzera kuve hurongwa hwechokwadi zvisiri maererano nehurongwa hwechokwadi hwevhangeri reruponeso uye rinokupikisa Kristu zviri pachena kana zvakahwanda. Johane Muzaruri akatsanangura muramba Kristu semunyengedzi (â… Â Joh. 2:18–22; 4:3–6; â…¡Â Joh. 1:7). Anopikisa Kristu mukuru ndiRusifa, asi ane vazhinji vanomuyamura, vose vanhu vemweya nevenyama.