Kuziva kuburikidza neMweya, Chipo che Onawo Zvipo zveMweya Kunzwisisa kana kuziva chimwe chinhu kuburikidza nesimba reMweya. Chipo chekuziva chimwe chezvipo zveMweya. Chinosanganisa kuziva unhu hwevanhu hwechokwadi nepanobva nezvinoreva zviratidzo zvemweya. Munhu anotarisa kuratidzika kwekunze, asi Ishe anotarisa pamwoyo, â… Â Sam. 16:7. Nhamo kune avo vanoti chakaipa chakanaka, Isa. 5:20 (2Â Ni. 15:20). Zvinhu zvaMwari zvinozivikanwa pamweya, â… Â VaKori. 2:14. Kune vamwe vanhu kunopiwa chipo chekuziva mweya, â… Â VaKori. 12:10. Amoni aikwanisa kuziva pfungwa dzake, Aru. 18:18, 32. Kazwi kaduku kakabaya avo vakanzwa, 3Â Ni. 11:3. Kuti musazonyengedzwa, tsvakai zvipo zvakanakisisa, D&Z 46:8, 23. Vatungamiri veChechi vanopiwa simba rekupatsanura zvipo zveMweya, D&Z 46:27. Uyo muviri uzere nechiedza unonzwisisa zvose zvinhu, D&Z 88:67. Mosesi akaona pasi, achiziviswa neMweya waMwari, Mos. 1:27.