Joki Onawo Mudzidzi Chinhu chinoiswa mumutsipa memhuka kana vanhu kuti vabopwe pamwechete. Joki raKristu rupawo rweudzidzi, asi joki reusungwa rupawo rweudzvinyiriri. Joki rangu rakareruka, uye mutoro wangu wakareruka, Mat. 11:29–30. Musabopwe pamwechete musina kuenzana nevanhu vasingatende, Ⅱ VaKori. 6:14. Musapingirishwe nejoki reusungwa, VaG. 5:1. Zve hatidi kuunza ani zvake kujoki reusungwa, Aru. 44:2. Kutambudzika kweVatendi ijoki resimbi, banhire rakasimba, nengetani dzegehena, D&Z 123:1–3, 7–8.