Rima, zveMweya Onawo Akaipa Kuipa kana kusaziva kwezvinhu zvemweya. Nhamo kwavari vanoisa rima muchiedza, Isa. 5:20 (2 Ni. 15:20). Rima richaputira pasi, uye huwandu hwerima kuvanhu, Isa. 60:2. Jesu achapa chiedza kune avo vanogara murima, Ruka 1:79. Chiedza chinopenya murima, uye rima harichinzwisise, Joh. 1:5 (D&Z 45:7). Rasai mabasa erima uye pfekai nguwo dzehondo dzechiedza, VaR. 13:12. Musawadzane nevane mabasa erima asina zvibereko, VaE. 5:8–11. Nokuti hamukumbire, hamuunzwe muchiyedza asi makafanira kuparara muri murima, 2 Ni. 32:4. Satani anoparadzira mabasa erima, Hir. 6:28–31. Masimba erima anogombedzera panyika, D&Z 38:8, 11–12. Yose nyika inogomera pasi perima nechivi, D&Z 84:49–54. Kana ziso rako rakatarisa mukubwinya kwangu chete, hamuzove nerima mauri, D&Z 88:67. Mabasa erima akatanga kugombedzera pakati pevanakomana vose vevanhu, Mos. 5:55.