Zvibatsiro Zvekudzidza
Mbeu yeMasitadhi


Mbeu yeMasitadhi

Mbeu dzedzinde remasitadhi. Kana dai zvavo katsanga kembeu kari kadiki, asika kureba kwedzinde rakura kubva makari iguru kwazvo. Jesu akaenzanisa umambo hwokudenga nekambeu kemasitadhi (Mat. 13:31)