Zvibatsiro Zvekudzidza
Michero Yekutanga


Michero Yekutanga

Zvirimwa zvekutanga kuunganidzwa mumwaka. Munguva yeTestamente yaKare, dzaipirwa kuna Ishe (Rev. 23:9–20). Avo vanobvuma vhangeri vachitsungirira kusvika kumagumo mukutenda ndivo vanofananidzwa nemichero yekutanga, nokuti ndeva Mwari.

Dhinda