Baba, Vepanyama Onawo Maropafadzo ehuPatiriyaki; Mhuri; Patiriyaki; Vabereki Zita rinoera rinotaura murume akabereka kana kurera mwana. Kudza baba vako namai vako, Eks. 20:12 (Deut. 5:16; Mat. 19:19; Mosaya 13:20). Baba vanotsiura mwana anovafadza, Zir. 3:12. Vana baba musadenhe vana venyu kuti vaite hasha, VaE. 6:1–4. Ndakadzidziswa zvakati mufundo yose yababa vangu, 1 Ni. 1:1. Baba vangu vaive munhu akarurama nokuti akandidzidzisa, Eno. 1:1. Aruma akanamatira mwanakomana wake, Mosaya 27:14. Aruma akapa mirairo kuvanakomana vake, Aru. 36–42. Hiramani akatumidza vanakomana vake semadzitateguru avo, Hir. 5:5–12. Mormoni aigara akafunga mwanakomana wake muminamato yake, Moro. 8:2–3. Zvinhu zvikuru zvingangodiwa muruoko rwemadzibaba, D&Z 29:48. Wose murume anosungirwa kuriritira mhuri yake, D&Z 75:28. Akanditaurira kuti ndiende kuna baba vangu, Nh—JS 1:49.