Hagari Onawo Abrahama; Ishmaeri, Mwanakomana waAbrahama MuTestamente yaKare, murandakadzi wechiEgipita waSara. Akave mukadzi waAbrahama naamai vaIshmaeri (Gen. 16:1–16; 25:12; D&Z 132:34, 65). Ishe vakavimbisa Hagari kuti rwudzi rwukuru rwaizobva mumwanakomana wavo (Gen. 21:9–21).