Anechiremera Onawo Akarurama Kuti tive vakarurama nokuti timire tichibvumwa mumaziso aMwari nevatungamiri vavo vakasarudzwa. Uyo asingatore muchinjikwa wake haana kukodzera kwandiri, Mat. 10:38. Mushandi akakodzera basa rake, Ruka 10:7 (D&Z 31:5). Onai kuti munoita zvose zvinhu mukukodzera, Morm. 9:29. Havana kubhabhatidzwa kunze kwekunge vakakodzera, Moro. 6:1. Vane nungo havazoverengwa sevakakodzera kumira, D&Z 107:100. Uyo asingade kurangwa haana kukodzera umambo hwangu, D&Z 136:31. Hufundisi hwakasvitswa kune vose vakakodzera vari nhengo dzechirume, D&Z Chirevo—2.