Natanaeri
Muapositori waKristu uye ari shamwari yaFiripo muTestamente Itsva (Joh. 1:45–51). Akabva kuKana muGarirea (Joh. 21:2). Kristu akati Natanaeri muIsraeri akangaasina hunyengedzi (Joh. 1:47) Iye naBatoromeo vanofungwa kazhinji kunzi munhu mumwechete (Mat. 10:3; Marko 3:18; Ruka 6:14; Joh. 1:43–45).