Josia Mambo akarurama weJuda kubva muna 641–610 Kristu asati azvarwa (Ⅱ Madz. 22–24; Ⅱ Mak. 34–35). Munguva yekutonga kwake, bhuku remurawo raiwanikwa mumba yaIshe (Ⅱ Madz. 22:8–13).