Benjamini, Mwanakomana waJakobo
MuTestamente yaKare, mwanakomana wechipiri waJakobo naRakeri (Gen. 35:16–20).
Rudzi rwaBenjamini
Jakobo akaropafadza Benjamini (Gen. 49:27). Zvizvarwa zvaBenjamini zvaive zverudzi rwaida zvehondo. Vaviri vaikosha verudzi rwaBenjamini vaive Sauro, mambo wekutanga wemaIsraeri (â… Â Sam. 9:1–2), naPauro, Muapositori wemuTestamente Itsva (VaR. 11:1).