Ruzivo Onawo Chokwadi; Kunzwisisa; Ungwaru Kunzwisisa nekubata zvarehwa, kunyanya kwechokwadi sekudzidziswa kana kutsinhirwa neMweya. Ishe ndiMwari weruzivo, â… Â Sam. 2:3. Ishe vakakwana muruzivo, Jobo 37:16. Kutya Ishe ndiko kutanga kweruzivo, Zir. 1:7. Uyo ane ruzivo anozvibata mazwi ake, Zir. 17:27. Pasi richazara neruzivo rwaIshe, Isa. 11:9 (2 Ni. 21:9; 30:15). Makatora kiyi yeruzivo, Ruka 11:52. Rudo rwaKristu rwunopa ruzivo, VaE. 3:19. Pamhidzirai kurutendo rwenyu tsika dzakanaka, uye kutsika dzakanaka ruzivo, â…¡Â Pet. 1:5. Nifai akange aine ruzivo rwukuru nezvekunaka kwa Mwari, 1 Ni. 1:1. Vachauya kuruzivo rweMununuri wavo, 2 Ni. 6:11. Vakarurama vachave neruzivo rwakakwana pamusoro pekururama kwavo, 2 Ni. 9:14. Mweya unopa ruzivo, Aru. 18:35. Ruzivo rwenyu rwakakwana muchinhu ichocho, Aru. 32:34. MaRamani achaunzwa kuruzivo rwechokwadi cheMununuri wavo, Hir. 15:13. Mungazive neruzivo rwakakwana kuti ndezvaMwari, Moro. 7:15–17. Vatendi vachawana zvinokosha zvikuru zveruzivo, D&Z 89:19. Ruzivo rwakachena runokudza zvikuru mweya, D&Z 121:42. Uyo ane makiyi ehupirisita hutsvene haana chinooma mukuwana ruzivo rwezvinhu, D&Z 128:11. Kana munhu akawana ruzivo muupenyu hwake, iyeyo ari nani munyika ichauya, D&Z 130:19. Hazviitike kuponeswa uri mukusaziva, D&Z 131:6.