Gideoni (Bhuku raMormoni) Mutungamiri aivimbika wemaNifai. Aive murume akasimba ari muvengi kuna Mambo Noa, Mosaya 19:4–8. Airairana naMambo Rimihai, Mosaya 20:17–22. Akafunga zano rekutiza kubva muusungwa hwemaRamani, Mosaya 22:3–9. Akauraiwa naNeho, Aru. 1:8–10.