Remueri Onawo MaRamani; Ramani; Rihai, Baba vaNifai MuBhuku raMormoni, mwanakomana wechipiri waRihai uye mumwe wevakoma vaNifai. Akabatana naRamani kurwisana naNifai. Rihai akaraira Remueri kuti asimbe, senhika, 1 Ni. 2:10. Akashatirirwa Nifai uye akateerera kuna Ramani, 1 Ni. 3:28. MaRemueri vakanga vakaiswa mumaRamani, Jak. 1:13–14 (Aru. 47:35).