Asingafe Onawo Dzikinura; Jesu Kristu; Kumuka Kuvakafa; Ruponeso; Upenyu hwenyama Mamiriro ekurarama narinhi narinhi mukumuka kuvakafa, pasisina kuve pasi perufu rwenyama. Amuka, Marko 16:6. Kana nemuna Kristu vose vachaitwa vapenyu, â… Â VaKori. 15:22. Rufu rwunomedzwa kana ichi chinofa chapfeka kusafa, â… Â VaKori. 15:53–54. Kristu akadzima rufu uye akaunza kusafa, â…¡Â Tim. 1:10. Kusafa kudzorerwa kwemweya kumuviri, 2 Ni. 9:13. Mweya inobatanidzwa nemiviri yayo inobva yave isingafe, pasina kuzofa zvakare, Aru. 11:45. Vane rutendo vachagadzwa ngundu nokusafa neupenyu hwokusingaperi, D&Z 75:5. Pasi richacheneswa uye risisafe, D&Z 77:1 (D&Z 130:9). Basa raMwari nokubwinya kuunza kuti zviitike zvekusafa noupenyu hwokusingaperi hwemunhu, Mos. 1:39.