Mariro AJeremia, Bhuku re
Bhuku riri muTestamente yaKare, rakanyorwa naJeremia. Rakasanganiswa nhetembo kana nziyo dzekusuwa pamusana pekupunzika kweJerusarema nerudzi rwaIsraeri. Bhuku iri rakanyorwa mushure mekupunzika kweguta munana 586 Kristu asati azvarwa.