Rwiyo Onawo Imba; Mumhanzi Rwiyo rwekurumbidza Mwari. Rwiyo rwakaimbwa neVaapositori vaneGumi neVaviri Ishe vasati vaenda kuGetsemani, Mat. 26:30. Ishe vakadaidza Emma Smith kuti asarudze dzimbo dzinoyera, D&Z 25:11. Rwiyo rwevakarurama munamato kwandiri, uye uchapindurwa nemaropafadzo pamisoro yavo, D&Z 25:12. Rumbidzai Mwari nekuimba nemimhanzi, D&Z 136:28.