Unyengeri hwehupirisita Vanhu vanoparidza vachizviita mwenje nechiedza chenyika kuti vawane zvinovapundutsa nokurumbidzwa nenyika; havatsvake kugara kwakanaka kweZioni (2 Ni. 26:29). Fudzai hwai dzaMwari, kwete kuti muwane upfumi hune tsvina, â… Â Pet. 5:2. Machechi akavakirwa kuti awane pundutso anofanirwa kudzikiswa pasi, 1 Ni. 22:23 (Morm. 8:32–41). Pamusana peunyengeri wepirisita nokuipa, Jesu acharoverwa, 2 Ni. 10:5. Dai unyengeri wehuprisita waimanikidzirwa pakati pevanhu ava zvaizoreva kuparadzwa kwavo zvachose, Aru. 1:12. MaJentairi vachazadzwa neunyengeri wehupirisita hwakasiyana-siyana, 3 Ni. 16:10.