Zvibatsiro Zvekudzidza
Herode


Herode

Mhuri yevatongi muJuda pedyo nenguva yaJesu Kristu. Kwaive nevaive vakuru vakuru muzvinhu zvizhinji zvakaitika muTestamente Itsva. Tarisai chiratidzwa chinotevera.

diagram of the family of Herod

Herode, Mambo (Mat. 2:3)

NaMariamne mwanasikana wamambo wechiMakabhi

Mariamne mwanasikana waSimoni mupirisita mukuru

Maritesi, muSamaria

NaKiropatira

Arsitoburo

Herode Firipo (Mat. 14:3; Marko 6:17)

Herode Andipasi, mutetiraki (Mat. 14:1; Ruka 9:7; Marko 6:14, Mambo Herode)

Arkerao (Mat. 2:22)

Firipo, mutetiraki weIturea (Ruka 3:1)

Herode Agripa Ⅰ (Mabasa 12:1–23)

Herodiasi (Mat. 14:3; Marko 6:17)

Herode Agripa Ⅱ (Mabasa 25:13)

Berinike (Mabasa 25:13)

Drusira, mudzimai waFeriksi (Mabasa 24:24)