Maria weBetania Onawo Marta; Razaro MuTestamente Itsva, hanzvadzi yaRazaro naMarta. Maria akagara achiteerera ari kutsoka dzaJesu, Ruka 10:39, 42. Maria nemukoma wake Marta vakadaidza Jesu, Joh. 11:1–45. Akazodza tsoka dzaJesu nemafuta, Joh. 12:3–8.