Zvibatsiro Zvekudzidza
Nebukadnezari


Nebukadnezari

MuTestamente yaKare, mambo weBabironi (604–561 Kristu asati azvarwa) uyo akakunda Juda (Ⅱ Madz. 24:1–4) akakomba Jerusarema (Ⅱ Madz. 24:10–11). Muporofita Rihai akaudzwa kuti atize kubva muJerusarema kuna ana 600 Kristu asati azvarwa kuti asatorwe semusungwa kuBabironi (1 Ni. 1:4–13) apo Nebukadnezari paakatora Mambo Zedekia nevanhu (Ⅱ Madz. 25:1, 8–16, 20–22). Danieri akadudzira hope dzaNebukadnezari (Dan. 2; 4).