Ruwa rweJackson, Missouri (USA) Onawo Jerusarema Idzva Nzvimbo inoungana Vatendi mumazuva ekupedzisira, kureva kuti, nzvimbo iri pakati apo pavachaisa Jerusarema Idzva (D&Z 57–58; 82; 101:69–71; 105:28).