Ramonai Onawo Amoni, Mwanakomana waMosaya MuBhuku raMormoni, mambo wechiRamani akatendeutswa neMweya waIshe nemabasa nedzidziso dzakanga dzakafemerwa dzaAmoni (Aru. 17–19).