Hunhu Wakanaka Onawo Hunhu; Kutendeka; Simba Kutswasanuka nekuzvibata kwakanakisisa, simba nekugwinya (Ruka 8:46), kana kuve vakachena munzvekurarana (Moro. 9:9). Iwe uri mudzimai anetsika, Rute 3:11. Uyo ane maoko akachena nemwoyo usina tsvina achamira munzvimbo tsvene yaIshe, Mpi. 24:3–4. Mudzimai akachena ingundu kumurume wake, Zir. 12:4. Mubairo wemukadzi akachena unopfuura kure marubhi, Zir. 31:10–31. Pamhidzira rutendo rwako netsika pakuchena kwako, Ⅱ Pet. 1:5 (D&Z 4:6). Edzai kuchena kweshoko raMwari, Aru. 31:5. Regai kuchena kurunge pfungwa dzenyu nguva dzose, D&Z 121:45. Tinodaira mukuve netsika, Mis. yeCh. 1:13 (VaF. 4:8).