Roma Onawo Ushe hwemaRoma MuTestamente Itsva, guta remuzinda weUshe hwemaRoma, riri paRwizi rweTiber muItaria (Mabasa 18:2; 19:21; 23:11). Pauro akadzidzisa vhangeri muRoma paaive musungwa wehurumende yemaRoma (VaR. 1:7, 15–16; Mabasa 28:14–31).