Paridza Onawo Basa reKushumira; Vhangeri Kupa shoko rinoita kuti vanhu vave nekunzwisisa kuri nani kwemusimboti wevhangeri kana dzidziso. Ishe vakandizodza ini kuti ndiparidze nhau yakanaka kune vakapfava, Isa. 61:1 (Ruka 4:16–21). Simuka uende kuNinive, unoiparidzira, Jona 3:2–10. Kubvira nguva iyoyo Jesu akatanga kuparidza, Mat. 4:17. Endai imi munyika mose, muparidze vhangeri kuchisikwa chose, Marko 16:15. Tinoparidza Kristu akaroverwa, â… Â VaKori. 1:22–24. Akaenda akanoparidzira mweya mutirongo, â… Â Pet. 3:19. Pakanga pasina chimwe kunze kwekuparidza nokuvamutsa nguva dzose kuvagarisa vari mukutya Ishe, Eno. 1:23. Akaraira kuti vasaparidze chimwe chinhu kunze kwekunge kuri kutendeuka nerutendo kuna Ishe, Mosaya 18:20. Kuparidzwa kweshoko kwaiyamura zvikuru mukutungamira vanhu kuita izvo zvakanaka, Aru. 31:5. Haufanire kufunga kuti wakadaidzwa kuzoparidza kudakara wadaidzwa, D&Z 11:15. Hazvichazopiwa kuna ani zvake kuenda kunoparidza kunze kwekunge agadzwa, D&Z 42:11. Iri vhangeri richaparidzirwa kumarudzi ose, D&Z 133:37. Vhangeri rakatanga kuparidzwa kubvira pakutanga, Mos. 5:58.