Zvibatsiro Zvekudzidza
Kutukwa


Kutukwa

Mumagwaro matsvene, kutukwa kuunza murau unoyera kuti ubvumire kana kuunza kutongwa nezvakaipa zvinoitika pachinhu, munhu, kana vanhu kazhinji pamusana pekusarurama. Kutukwa kuratidza kwaMwari rudo rwunoyera nekuenzanisa kungangoitwa naMwari pachavo kana kutaurwa nevaranda vavo vane mvumo. Dzimwe nguva, zvikonzero zvakazara zvekutukwa zvinozivikanwa naMwari chete. Pamusoro paizvozvo, chinhanho chekutukwa chinonzwika neavo vanoramba kuteerera Mwari vachida uye nokudaro vachibva vazvibvisa paMweya waIshe.

Ishe vangabvise kutukwa pamusana pekutenda kwemunhu kana vanhu kuna Jesu Kristu nokuteerera mumirau nezvisungo zvevhangeri (Aru. 23:16–18; 3 Ni. 2:14–16; Mis. yeCh. 1:3).

Kushora

Kutuka kushandisawo mutauro unoshora, unotuka Mwari, kana kushoropodza.

Dhinda