Kupomera Onawo Kutonga; Kutonga, Kwekupedzisira Kutonga kana kutongwa uchibatwa nemhosva naMwari. Mwari vachapa mhosva munhu anekuita kwakaipa, Zir. 12:2. Tinorangwa naIshe, kuti tisapiwe mhosva pamwechete nenyika, â… Â VaKori. 11:32. Mazwi edu, mabasa, nepfungwa zvichatipisa mhosva, Aru. 12:14. Nekuziva zvinhu uye tisinga zviite, vanhu vanouya mukupiwa mhosva, Hir. 14:19. Kana tikamira kushanda, tinouiswa mukupiwa mhosva, Moro. 9:6. Uyo asingaregerere hama yake anomira anemhosva pamberi paIshe, D&Z 64:9. Uyo anotadzira chiedza chikuru achagashira mhosva yakakura, D&Z 82:3. Chechi yose iri pasi pemhosva kudakara yatendeuka nokuyeuka Bhuku raMormoni, D&Z 84:54–57.