Kudzorera, Kudzorera Pakare Onawo Kudzorerwa pakare kweVhangeri Kudzoka kwechinhu kana zvakanga zvatorwa kana kurasika. Mweya nemuviri zvichasanganiswa mumutumbi wakakwaniswa, Aru. 11:43–44. Kudzorera pakare kudzosera kuipa nekuipa, kururama nekururama, Aru. 41:10–15. Tinodaira mukudzorerwa pakare kwemarudzi gumi nokutiwo pasi richadzorerwa mukubwinya kwaro kweparadiso, Mis. yeCh. 1:10 (D&Z 133:23–24).