Korianduma Onawo MaJaredhi MuBhuku raMormoni, mambo wemaJaredhi uye wekupedzisira akasara werudzi rwemaJaredhi. Akawanikwa nevanhu veZarahemura, Omu. 1:21. Aive mambo wenyika yose, Eta 12:1–2. Akabatwa naSharedhi uye akasunungurwa nevanakomana vake, Eta 13:23–24. Akarwisana nevavengi vakasiyana siyana, Eta 13:28–14:31. Akatendeuka, Eta 15:3. Akarwa hondo yake yekupedzisira naShizi, Eta 15:15–32.