Kufano gadzwa Onawo Upenyu hwenyama husati hwavepo Kufano gadza naMwari kwevana vake vasingatye vemweya kuti vazadzikise mamwe mabasa munguva yeupenyu hwavo hwekufa. Mwari vakatema miganhu yevanhu, Deut. 32:8. Ndisati ndakuumba munhumbu ndakakugadza huporofita, Jer. 1:5. Mwari vakatema nguva dzisati dzamiswa, Mabasa 17:26. Nokuti vavakaziva kare, ndivowo vavakatemera kare, VaR. 8:28–30. Vakatisarudza mavari hwaro hwenyika husati hwavepo, VaE. 1:3–4. Jesu Kristu akafanogadzwa kuti ave Mununuri, â… Â Pet. 1:19–20 (Zvaka. 13:8). Vakadaidzwa vakagadzirirwa kubvira pahwaro hwenyika, Aru. 13:1–9. Ndakaongorora vanoremekedzwa nevakuru avo vakasarudzwa kubva pakutanga, D&Z 138:55–56. Mudikani mwanakomana wangu akasarudzwa kubva pakutanga, Mos. 4:2. Abrahama akasarudzwa asati aberekwa, Abr. 3:23.