Mutswi
Chiratidzo kana rupawo rwechibvumirano chaMwari naNoa (Gen. 9:13–17). DJS, Gen. 9:21–25 rinotsanangura kuti chibvumirano ichi chinosanganisa vimbiso dzekuti pasi rino harichazofa rakafukidzwa nemafashamu emvura zvakare, kuti Zioni yaEnoki ichadzoka, nokutiwo Ishe achadzoka zvakare kuzogara pano pasi.