Mukadzi Onawo Munhu Munhu mukuru wechikadzi, mwanasikana waMwari. Izwi rinoti Mukadzi rinoshandiswa dzimwe nguva mumagwaro matsvene sezwi rekukudza (Joh. 19:26; Aru. 19:10). Mwari vakasika rume nehadzi, Gen. 1:27 (Mos. 2:27; 6:9; Abr. 4:27). Mukadzi akazvibata anokosha kupfuura marubhi, Zir. 31:10–31. Mukadzi kubwinya komurume, â… Â VaKori. 11:7. Kana murume haafanire kushaya mukadzi nemukadziwo, asina murume, muna Ishe, â… Â VaKori. 11:11. Vakadzi vakafanira kushonga zvakafanira, â… Â Tim. 2:9–10. Ini, Ishe Mwari, ndinofadzwa nokuzvibata kwevakadzi, Jak. 2:28. Wazviregererwa zvitadzo zvako, wave mudzimai akasarudzwa, D&Z 25. Madzimai anekodzero pavarume vavo kuti vavariritire, D&Z 83:2.