Zvibatsiro Zvekudzidza
Rudo Rwakadzama


Rudo Rwakadzama

Rudo rwakachena rwaKristu (Moro. 7:47); rudo urwo rwunaKristu kuvana vevanhu uye rwunodiwa kuti vana vevanhu vave narwo kune mumwe nemumwe (2 Ni. 26:30; 33:7–9; Eta 12:33–34); rwuri pamusoro-soro, rwunokudzwa, rudzi rwerudo rwakasimbisisa, kwete chido chete.

Dhinda