Ishe weHondo Onawo Jesu Kristu Rimwe zita raJesu Kristu. Anotonga vazhinji vekudenga nevari pasi uye achitungamirira vakaruruma mukurwisana nevakaipa (D&Z 29:9; 121:23). Ishe vehondo ndivo Mambo vekubwinya, Mpi. 24:10. Mwari waIsraeri ndivo Ishe veHondo, 1Â Ni. 20:2. Mweya wangu hauzogara nguva dzose uchirwisana nemunhu, ndiko kutaura kwaIshe veHondo, D&Z 1:33.