Mureki
Mwanakomana muTestamente yaKare waMambo Zedekia (zvingangove 589 Kristu asati azvarwa). Bhaibheri rinorondedzera vose vanakomana vaZedekia vakauraiwa (â…¡Â Madz. 25:7), asi Bhuku raMormoni rinonyatsoisa pachena kuti Mureki akapona ndiye akasara (Hir. 8:21).