Mari Onawo Chegumi; Kupa zvipo; Upfumi; Zvemunyika Mari, pepa, zvitupa, kana zvimwe zvinoshandiswa nevanhu semuripo wezvinhu kana ruyamuro. Dzimwe nguva rupawo rwezvinhu zvisiri zvemweya. Muchanunurwa pasina mari, Isa. 52:3. VaneGumi neVaviri vakaudzwa kuti vasawane chavanotora parwendo rwavo, kana homwe, kana chingwa, kana mari, Marko 6:8. Petro akataurira Simoni wemapipi kuti mari yake ichafa naye, Mabasa 8:20. Kuda mari ndiwo mudzi wezvose zvachakaipa, â… Â Tim. 6:10. Musaparadzire mari pane icho chisina maturo, 2 Ni. 9:50–51 (Isa. 55:1–2; 2 Ni. 26:25–27). Kana vakashandira mari, vachafa, 2 Ni. 26:31. Musati matsvaga upfumi, tsvakai umambo hwaMwari, Jak. 2:18–19. Chechi dzichati pamusoro pemari yenyu mucharegererwa zvitema zvenyu, Morm. 8:32, 37. Uyu anopa mari kubasa reZioni haazorasikirwa nemubairo wake, D&Z 84:89–90.