MaAmarekai (Bhuku raMormoni) Boka remaNifai rakange rarasika pakutenda rinove ndiro rakatungamira maRamani muhondo yekuno rwisa maNifai (Aru. 21–24, 43).