Makuhwa Onawo Kutaura Zvakaipa; Runyerekupe Kutaurirana zvinhu kana nyaya dzemumwe munhu pasina mvumo yemunhu iyeyo. Rose shoko risina maturo iro vanhu vachataura, vachazozvidairira pamusoro pazvo, Mat. 12:36. Vatendi vanorairwa kuti vasave vareketi nekushereketa, vachitaura zvinhu zvavasingafanire, â… Â Tim. 5:11–14. Hamufanirwi kutaura zvakaipa pamusoro pemuvakidzani wako, D&Z 42:27. Simbisai hama dzenyu muhurukuro dzenyu dzose, D&Z 108:7.