Zvipo zveMweya Onawo Chipo Maropafadzo anokosha anopiwa naIshe kuvanhu vakakodzera kuvayamura ivo nokuti vaashandise mukuropafadza vamwe. Kuti muvenetsananguro yezvipo zveMweya, verengai Dzidziso neZvibvumirano 46:11–33; â… Â VaKorinte 12:1–12; Moronai 10:8–18. Shuvira pachokwadi zvipo zvakanyanya kunaka, â… Â VaKori. 12:31 (â… Â VaKori. 14:1). MaNifai vakapiwa zvakawanda zvipo zveMweya, Aru. 9:21. Nhamo kune uyo anoti Ishe haachashandi nezvipo kana nesimba reMweya Mutsvene, 3 Ni. 29:6. Mwari vanopa zvipo kune vakatendeka, Morm. 9:7. Zvipo zvinouya neMweya waKristu, Moro. 10:17. Kune zvakawanda zvipo uye kumunhu wega-wega anopiwa chipo neMweya, D&Z 46:11. Vatungamiri veChechi vanopiwa simba rekuona zvipo zveMweya, D&Z 46:27. Mutungamiri weChechi ane zvipo zvose zvaMwari, D&Z 107:92.