Tsika
Zvinotendwa nezvinoitwa zviri zvinogashidzanwa kubva kuchizvarwa nechizvarwa (Ⅱ VaT. 2:15). Mumagwaro matsvene, Ishe vanoramba vachiyambira vakarurama kuti vasiye tsika dzevanhu dzakare dzakaipa (Rev. 18:30; Marko 7:6–8; Mosaya 1:5; D&Z 93:39–40).