Razaro Onawo Maria weBetania; Marta MuTestamente Itsva, hanzvadzi yaMarta naMaria. Jesu akamumutsa kubva kuvakafa (Joh. 11:1–44; 12:1–2, 9–11). Uyu haaziye Razaro mumwecheteo nemupemhi akadzidziswa nezvake naJesu (Ruka 16:19–31).